Mamuka sei kwese kwamuri ?
Ndava kukupai SSBPMG
Simplified School Based Project Marking Guide muChiShona
Danho 1 Kutsvaga dambudziko
1.1 Tsananguro yedambudziko,utesve/ zvisina kutsvakwa nevamwe
1.2 Pfupiso yetsvagurudzo
1.3 Gadziriro yezvichaitwa
Danho 2 Tsvagurudzo yepfungwa dzinoenderana nedambudziko
( Buritsa pfunfwa huru nhatu uye pfunfwa imwe neimwe inofanira
kuongoroewa)
2.1 Umbowo hwepfungwa dzawanikwa
2.2 Ongoroeo yepfungwa dzawanikwa( 3 zvazvakanakiea ne 3
zvazvakashatira)
2.3 Kukosha kwepfungwa dzese dzambotaurwa nezvadzo
Danho 3. pfunfwa dzingabatsira kutpedza dambudziko
(Unofanira kuburitsa pachena pfunfwa dzako nekutsanangura uye kuratidza
nezvinhu zvasiyana -siyana zvakaita semifananidzo,zvinyorwa,nziyo
nezvimwewo)
3.1 Umbowo hwezvingapedza dambudziko
3.2 Zvazvanakira nezvzzvakashatira
3.3 Zvazvakanakiea nezvazvashatira
3.4 Kugonekwa kwenzira yashandiswa kutpedza
dambudziko( nhetembo,,,mifananidzo...)
Danho 4. Kunatsurudzwa kwepfungwa dzasarudzwa ( unofanira kusarudza
pfunfwa yakanyanyonakisa ingapedza dambudziko)
Danho 4 Kudoma pfungwa dzasarudzwa pakupedzadambudziko rako
4.2. Kuratidza kana kusimbisa nzira yasarudzwa
4.3. Kuratidza nezvinobatika panzira yasarudzwa pakupedza dambudziko
( kupa nhetembo ,nziyo ,mutambo...)
Danho 5. Nzira yasarudzwa kutpedza dambudziko { zvigadzirwa ,zviitwa...)
5.1 chigafzirwa
5.2. Zviitwa
5.3 Hurongwa hwechigadzirwa
Danho 6 Ongoroeo yezvingaitwe kutpedza dambudziko
6.1 Ukama hwezvingaitwe maringe nedambudziko ratsvakwa
6.2 Matanbudziko akasanganikwa nawo patsvagurudzo takaita